Mvura Muchipatara
Mvura Muchipatara

Inkanyezi - Mvura Muchipatara Lyrics

1
Mvura Muchipatara Music Video

Mvura Muchipatara Lyrics

On 11 December 2007 a baby boys was born on a Ruwa clinic floor
There was no water in the clinic When the mother gave birth
Again in November 2007 an 11-year-old girl was in a clinic
The nurses told her and other patients to swallow the pills
Because there was no water in the clinic
The girl is no more
As children we sing song about other children
Who are not enjoying their right to health

Ndatambura ndashupika ndayaura
Ndayuwira ndanetseka ndapotseka
Hamuna mvura muchipatara pahuro paoma
Hamuna mvura muchipatara mai vozvara
Hamuna mvura muchipatara mwana orwara

Chokwadi ndatambura ndashupika ndayaura
Ndayuwira ndanetseka ndapotseka
Hamuna mvura muchipatara pahuro paoma
Hamuna mvura muchipatara mai vozvara
Hamuna mvura muchipatara mwana orwara

Piritsi ndorimedzai sei pahuro paoma
Ko mwana uyu ndomugeza sei pasina mvura
Ndipeiwo donhodzo hamadzangu pahuro paoma
Ndati ndipeiwo donhodzo hamadzangu uuu

Chokwadi ndatambura ndashupika ndayaura
Ndayuwira ndanetseka ndapotseka
Hamuna mvura muchipatara pahuro paoma
Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara mai vozvara
Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara mwana orwara
Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara aaa

Hapana utano pasina mvura
Hapana upenyu pasina mvura
Ndipeiwo donhodzo hamadzangu pahuro paoma
Ndati ndipeiwo donhodzo hamadzangu pahuro uuu

Hamuna mvura muchipatara pahuro paoma
Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara mwana orwara
Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara aaa

Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara aaa
Hamuna mvura muchipatara aaa
Aaa aaa aaa Muchipatara umoo umoo
Aaa aaa aaa
Muchipatara umoo umoo
Aaaa

Writer(s): Francisca Mandeya, Nomalanga Danisa, Paul Danisa, Zanele Danisa
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Mvura Muchipatara

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Mvura Muchipatara".

Lyrics Discussions
by Nipsey Hussle, Bino Rideaux

1

36
Hot Songs
by Rich Amiri

1

57
Recent Blog Posts