Zvinofadza Sei
Zvinofadza Sei

Inkanyezi - Zvinofadza Sei Lyrics

1
Zvinofadza Sei Music Video

Zvinofadza Sei Lyrics

Zvinofadza sei kupinda mubank uchiona mari yako irimo
Muchimbuzi uchigodyomora mvura ichibuda
Mubhavha uchobaguja mvura ichierera
Musupermarket uchiona masherefu akazara vataengetsi vachisekerera
Kushanyaka uku

Zvingafadze sei
Kuenda kuchikoro uchiona maticha aripo
Achihwa mari inovakwanira nerukudzo runovafanira
Mulibrary uchiona mabhuku akati ndandanda
Kurotaka uku

Writer(s): Francisca Mandeya, Paul Danisa
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Zvinofadza Sei

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Zvinofadza Sei".

Lyrics Discussions
by Oliver Anthony Music

1

52

1

254
Hot Songs
by SZA

1

78

1

982
Recent Blog Posts