Ready
Ready

Farai Katiyo - Ready Lyrics

1

Ready Lyrics

Baby are you ready? Ready?
Tell me are you ready? Ready?
Tell me are you ready?
Ini ndatosvika
Baby are you ready? Ready?
Baby are you ready?
Buda waka smarter
Kana wave ready? Ready!
Kana wava ready?
Unopaziva pandinopaka
Ini i am ready, ready
Ini i am ready
Tigopinda mu town
Tigorova ma rounds
Tichipedza ma sports
Tigorova ma rounds
Tichipinda mu town
Tichipedza ma sports
Tigorova maround
Tichipinda mutown
Tichipedza masports
Tigorova marounds
Tichipinda mutown
Tigopedza ka masports

Ibata wabata ku secure madhiri
Usatombomira wakatsomwa nemabhiri
Usatombonyara dada nerako skiri
Usatombonyara chengeta yako mhuri
Asi ka
Pa weekend tombo chilla
Sezita rangu tombofara
Mabhebhi edu tombo tora
Mari yedu vombo rova
Aiwa itine ehe
No mercy ita hutsinye
How is your shopping fitness?
Shout the order iri ndiri waiter
Ndomanya kuno tora with quickness
ndinotomada ma witness
Posta pa story vaone vese
Vazive kuti shumba vane yese

Baby are you ready? Ready?
Tell me are you ready? Ready?
Tell me are you ready?
Ini ndatosvika
Baby are you ready? Ready?
Baby are you ready?
Buda waka smarter
kana wave ready? Ready!
Kana wava ready?
Unopaziva pandinopaka
Ini I am ready, ready
Ini I am ready
Tigopinda mu town
Tigorova ma rounds
Tichipedza ma sports
Tigorova ma rounds
Tichipinda mu town
Tichipedza ma sports
Tigorova maround
Tichipinda mutown
Tichipedza masports
Tigorova marounds
Tichipinda mutown
Tigopedza ka masports

Rapisa nhasi zuva
A.c on tinofamba takapora
Music way up with the top down
Today vanotiona
Seiko wanonoka
Sha?
Ndichiri pano ka pa corner
Sha?
Handidi kudzoka kwadoka
Last time mudhara wako aka jamuka
Handsome pfacha
Tinotamba nemvura kana tafunga kuvhakacha
Mira ndikutengere ka lunch
Kuti uzoshopper zvine pawa
Mira ndikutengere ka watch
Kuti uzondifunga every hour
Mira ndikutengere ka bhachi
Kunenge kwakuita tuma showers

Baby are you ready? Ready?
Tell me are you ready? Ready?
Tell me are you ready?
Ini ndatosvika
Baby are you ready? Ready?
Baby are you ready?
Buda waka smarter
kana wave ready? Ready!
Kana wava ready?
Unopaziva pandinopaka
Ini I am ready, ready
Ini I am ready
Tigopinda mu town
Tigorova ma rounds
Tichipedza ma sports
Tigorova ma rounds
Tichipinda mu town
Tichipedza ma sports
Tigorova maround
Tichipinda mutown
Tichipedza masports
Tigorova marounds
Tichipinda mutown
Tigopedza ka masports

Katiyo
Tiyo
Tigorova ma rounds tigopinda mutown
Tigopedza ka masports
Tigorova ma rounds tigopinda mutown
Tigopedza ka masports
Sports!

Writer(s): Farai Katiyo
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Ready

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Ready".

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions

1

30
Hot Songs

5

2K
Recent Blog Posts