Paivapo

KSG Di Don - Paivapo Lyrics

2

Paivapo Lyrics

KSG
Di bwoy all di bwoy gyal dem (Eyy)
Ahh
Yeah
Oouu

Paivapo (Iwewe neni)
Paivapo (Iwewe neni)
Paivapo pataifanira kusvika nerudo asi chimbondiudza takaitei
And zvavaipo
Zvaivapo
Zvataivimbisana kubva pakutanga nhasi chindiudza zvakaendepi
Paivapo
Paivapo
Paivapo pataifanira kusvika nerudo asi chimbondiudza takaitei
And zvavaipo
Zvaivapo
Zvataivimbisana kubva pakutanga

Taidanana
Every situation tainzwanana
Day and night tichisasana
Zuva haraimbopera pasina afona
Now you got me singing kuti paivapo
To everybody tatova chiseko
Do you remember pataiita chicircle
Ndakakumbundira tichiita roadshow
Tichivhairira vanhu
It's me and you against the world girl
It's only you I'm so into you girl
It's only you your love is so true girl
Dzangova ngano saka

Paivapo (Iwewe neni)
Paivapo (Iwewe neni)
Paivapo
Pataifanira kusvika nerudo asi chindiudza takaitei
And zvavaipo
Zvaivapo
Zvataivimbisana kubva pakutanga nhasi chindiudza zvakaendepi

Uchirikuziva here pataitaura kuti hatichazomborambana
Ko pataifunga zvekuringerawo vana vedu ramangwana
Ko pataibira bira pachicorner paye paye pamubanana
Hanzvadzi dzako nababa vako vakatombogaya kundivhurira mashanana
To everybody tatova chiseko
Do you remember pataiita chicircle
Ndakakumbundira tichiita roadshow
Tichivhairira vanhu

(Iwewe neni)
Paivapo (Iwewe neni)
Paivapo
Pataifanira kusvika nerudo asi chimbondiudza takaitei
And zvavaipo
Zvaivapo
Zvataivimbisana kubva pakutanga nhasi chindiudza zvakaendepi
Paivapo
Paivapo
Pataifanira kusvika nerudo
Tichivhairira vanhu

Uchirikuziva here pataitaura kuti hatichazomborambana
Zvaivapo zvataivimbisana kubva pakutanga nhasi chimbondiudza zvakaendepi
Yeah you enoh dawg
Love is a lovely ting enoh
Until smady decide to take it away from you enoh

Writer(s): Shawn Konikere
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Paivapo

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Paivapo".

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
by Moses Sumney

1

445
by Belters Only, Jazzy

1

45

1

29
Hot Songs
Recent Blog Posts