Ndodzungaira
Ndodzungaira

Jah Prayzah - Ndodzungaira Lyrics

5
Ndodzungaira Music Video

Ndodzungaira Lyrics

Ayo
Wagwizi
Rodney Cleanshizzle
Kunungudza
Kuridza mhere kunge yembwa
Inga denga rine mutsa
Uchaona kana kwayedza
Iripamusasa irimukurongwa
Irimo mudare
Kuti dai mamubvisa pajoko rehuranda
Panyanga dzamushore
Iripamusasa irimukurongwa
Irimo mudare
Kuti dai mamubvisa pajoko rehuranda
Panyanga dzamushore
Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo
Ndodzungaira ndega
Pese panenge pasina kujeka
Mondipa mazano
Ndodzungaira
Vakuru wee vakuru wee
Dzorai moyo
Ndodzungaira
Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano
Ndodzungaira
Zama unoramba uchizama
Ijambwa rakagara pamwana
Makandiringa muchindiona
Ndichitambura
Chandinoumba chinoputsika
Kupera kwezuva
Makandiringa muchindiona
Ndichitambura
Chandinoumba chinoputsika
Kupera kwezuva
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko
Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo
Ndodzungaira ndega
Pese panenge pasina kujeka
Mondipa mazano
Ndodzungaira
Vakuru wee vakuru wee
Dzorai moyo
Ndodzungaira
Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano
Varimuninga tateguru
Varimubako
Vakare kare
Vakazora mafuta eshato
Takakumbira kuvakuru
Takaendako
Takatozodzoka tanga tapota nesango
Ndezvepasi chigare saka zvine chirango
Tichavhara dare racho nekamusambo
Varimubako
Tichavamutsa mukoma nengoma
Varimubako
Tichavamutsa nemhere
Varimubako
Tichavamutsa mukoma nengoma
Varimubako
Tichavamutsa nemhere
Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo
Ndodzungaira ndega
Pese panenge pasina kujeka
Mondipa mazano
Ndodzungaira
Vakuru wee vakuru wee
Dzorai moyo
Ndodzungaira
Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko

Ayo
Wagwizi
Rodney Cleanshizzle
Kunungudza
Kuridza mhere kunge yembwa
Inga denga rine mutsa
Uchaona kana kwayedza
Iripamusasa irimukurongwa
Irimo mudare
Kuti dai mamubvisa pajoko rehuranda
Panyanga dzamushore
Iripamusasa irimukurongwa
Irimo mudare
Kuti dai mamubvisa pajoko rehuranda
Panyanga dzamushore
Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo
Ndodzungaira ndega
Pese panenge pasina kujeka
Mondipa mazano
Ndodzungaira
Vakuru wee vakuru wee
Dzorai moyo
Ndodzungaira
Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano
Ndodzungaira
Zama unoramba uchizama
Ijambwa rakagara pamwana
Makandiringa muchindiona
Ndichitambura
Chandinoumba chinoputsika
Kupera kwezuva
Makandiringa muchindiona
Ndichitambura
Chandinoumba chinoputsika
Kupera kwezuva
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko
Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo
Ndodzungaira ndega
Pese panenge pasina kujeka
Mondipa mazano
Ndodzungaira
Vakuru wee vakuru wee
Dzorai moyo
Ndodzungaira
Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano
Varimuninga tateguru
Varimubako
Vakare kare
Vakazora mafuta eshato
Takakumbira kuvakuru
Takaendako
Takatozodzoka tanga tapota nesango
Ndezvepasi chigare saka zvine chirango
Tichavhara dare racho nekamusambo
Varimubako
Tichavamutsa mukoma nengoma
Varimubako
Tichavamutsa nemhere
Varimubako
Tichavamutsa mukoma nengoma
Varimubako
Tichavamutsa nemhere
Mhuru yaziya inoenda kuna mai vayo
Ndodzungaira ndega
Pese panenge pasina kujeka
Mondipa mazano
Ndodzungaira
Vakuru wee vakuru wee
Dzorai moyo
Ndodzungaira
Pese panenge pasina kujeka mondipa mazano
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko
Seke
Makandiramwira mumbereko here
Seke
Makandiramwira mumbereko

Writer(s): Mukudzeyi Mukombe
Copyright(s): Lyrics © O/B/O DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Ndodzungaira

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Ndodzungaira".

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
by 4batz

1

11
by Nicky Youre, dazy

1

11
Hot Songs

2

2K

5

2K
Recent Blog Posts