Ndoda
Ndoda

KSG Di Don - Ndoda Lyrics

May 1, 2021
2
Ndoda Music Video

Ndoda Lyrics

Ndoda kukuroora
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukukumbirira
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukubvumbamira
Ndoda(Eyy)
Ndoda(Eyy)
My baby
Ndoda kukuroora
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukukumbirira
Ndoda(Eyy)
Ndoda kuku
Ksg ndoda
Di bwoy all di
My baby
Mutambo unopedza
Unokiller unokiller unemurder
Wakasiyana nemamwe mabeda
Unorespecta angu mabredda
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Fine fine babe
Wakabatana urikete my girl eyy
Handidi newe(Ehe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Ndosaka ndichiramba ndiri take take
Wazungunutsa moyo wangu earthquake
Kana tikanetsana zvekusvika papi
Usandiite yekwababe rekwacheq cheq
Oh my gyal
Huya ndikuturewo chirongo
Ndokuda nemoyo wese
Kunyangwe ndirimurombo(Mhh)
Baby ndazviona hausi hoto
Ngatirambe tichikuchidzira moto(Fire)
Pamwe pacho ndombogaya(Gaya ini)
Ko moyo wangu ukaubaya(Baya ini)
Asi ndinozongodhibha
Pandoona uchiflexxa nerinori jaya
Eyy
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Fine fine babe
Wakabatana urikete my girl eyy
Handidi newe(Ehe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Ndoda kukuroora
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukukumbirira
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukubvumbamira
Ndoda(Eyy)
Ndoda(Mmhh)
My baby
Forever
I wanna
Be with you
Dakugadzira kamwe ka look alike you
Kusvika kumagumo ndine we bubu
Usatombobhaizwe my love is true
Fine fine babe(Babe)
Wakabatana urikete(Kete)
Handidi newe(Newe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take(Take take)
Pamwe pacho ndombogaya(Gaya ini)
Ko moyo wangu ukaubaya(Baya ini)
Asi ndinozongodhibha
Pandoona uchiflexxa nerinori jaya
Eyy
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Fine fine babe
Wakabatana urikete my girl eyy
Handidi newe(Ehe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Pamwe pacho ndombogaya
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Asi ndinozongodhibha
Pandoona uchiflexxa nerinori jaya
Oohhhh oohh oohh
Prof lalo
Yeah
Aahh yeah
Mmhhh
Versi Life ting you know man

Ndoda kukuroora
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukukumbirira
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukubvumbamira
Ndoda(Eyy)
Ndoda(Eyy)
My baby
Ndoda kukuroora
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukukumbirira
Ndoda(Eyy)
Ndoda kuku
Ksg ndoda
Di bwoy all di
My baby
Mutambo unopedza
Unokiller unokiller unemurder
Wakasiyana nemamwe mabeda
Unorespecta angu mabredda
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Fine fine babe
Wakabatana urikete my girl eyy
Handidi newe(Ehe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Ndosaka ndichiramba ndiri take take
Wazungunutsa moyo wangu earthquake
Kana tikanetsana zvekusvika papi
Usandiite yekwababe rekwacheq cheq
Oh my gyal
Huya ndikuturewo chirongo
Ndokuda nemoyo wese
Kunyangwe ndirimurombo(Mhh)
Baby ndazviona hausi hoto
Ngatirambe tichikuchidzira moto(Fire)
Pamwe pacho ndombogaya(Gaya ini)
Ko moyo wangu ukaubaya(Baya ini)
Asi ndinozongodhibha
Pandoona uchiflexxa nerinori jaya
Eyy
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Fine fine babe
Wakabatana urikete my girl eyy
Handidi newe(Ehe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Ndoda kukuroora
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukukumbirira
Ndoda(Eyy)
Ndoda kukubvumbamira
Ndoda(Eyy)
Ndoda(Mmhh)
My baby
Forever
I wanna
Be with you
Dakugadzira kamwe ka look alike you
Kusvika kumagumo ndine we bubu
Usatombobhaizwe my love is true
Fine fine babe(Babe)
Wakabatana urikete(Kete)
Handidi newe(Newe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take(Take take)
Pamwe pacho ndombogaya(Gaya ini)
Ko moyo wangu ukaubaya(Baya ini)
Asi ndinozongodhibha
Pandoona uchiflexxa nerinori jaya
Eyy
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Vakawanda vandaona vanasikana
Vanasikana
Asi ndiwe unondipa energy mwanasikana
Mwanasikana
Fine fine babe
Wakabatana urikete my girl eyy
Handidi newe(Ehe)
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Pamwe pacho ndombogaya
Ndosaka ndichiramba ndiri take take my girl
Asi ndinozongodhibha
Pandoona uchiflexxa nerinori jaya
Oohhhh oohh oohh
Prof lalo
Yeah
Aahh yeah
Mmhhh
Versi Life ting you know man

Writer(s): Shawn Konikere
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Ndoda

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Ndoda".

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
by Moses Sumney

1

445
by Belters Only, Jazzy

1

45

1

29
Hot Songs
Recent Blog Posts