Ndiwe
Ndiwe

KSG Di Don, Trinnie Beatx - Ndiwe Lyrics

Feb 16, 2021
2

Ndiwe Lyrics

Eyy
Yeah
Ksg
Yo trinnie
For di gyal dem enoh
Maras eclass
Eyy maras eclass
Di man dem di gyal dem pree
Ndiwe eyy
Baby it's you
Ndiwe eey
Baby it's you
Girl ndiwe
You the one
Ndiwe
You the one
Baby ndiwe (Eyy)
Wandinoda kudanana naye
Ndiwe (Eyy eyy)
Wandoda kuchembedzana naye
Girl ndiwe
Wandoda kuita vana naye (Ah)
Ndiwe
Ndiwe
Let's keep it flowing yeah
Let's keep it flowing yeah
Handisati ndabhoo
Saka gimmie more yeah
Hanzi namhamha mwanangu mazuva ano you glowing yeah
Ndiudze mwanangu what's her name?
Anonzi
Ndiwe chiremba wangu pandorwara une medicine
Chandinoda ndechekuti babe futi urimad seni
The way we laugh
The way we love
Baby you can't blame me
You came in my life and you changed everything
And for that i will love you forever (Eyy eyy)
Since you came around girl my life has been better (Eyy)
Saka ndiwe
Baby it's you
Saka ndiwe
Baby it's you
Saka ndiwe
You the one
Babe ndiwe
Babe ndiwe
You the one
Baby ndiwe (Eyy)
Wandinoda kudanana naye
Ndiwe (Eyy eyy)
Wandoda kuchembedzana naye
Girl ndiwe
Wandoda kuita vana naye (Ah)
Ndiwe
Ndiwe
Yeah
cut it
Shaa ndiwe
Moyo wangu haumbomira nekuti anoupusha ndiwe
Rudo rwangu kwauri runoshanda ruite mushandi iwe
Hapana home
Pasina wife
Saka musha ndiwe
Musha ndiwe
Nekuti musha mukadzi
Usatyi handimbokusakadzi
Mazino ako ma students
Une smile ine class saka ma book erudo rwedu atori covered
Anoda kutiparadza hazvishandi
Iwe neni tiri joza ne rand
Kuenderana musikanzwa ne bhandi
Rudo imboma ndiri mbavha uri guard
Ndaisambofunga tichaona nhasi
But uchrikungondida nanhasi
Hanzi newe ndakutodada nhai?
Uyu hapana mumwe acha danan' naye
Babe iri ndiro ndiri musiya dzasukwa
Uyu haana basa ne saloon musha rukwa
Ndiwe
Eyy eyy
Baby it's you ndiwe
Eyy eyy eyy (Eyy eyy ndiwe)
Eyy eyy eyy you the one
Eyy eyy eyy (Ndiwe ndiwe ndiwe)
Wandinoda kudanana naye
Eyy eyy
Wandoda kuchembedzana naye
Baby ndiwe
Wandoda kuita vana naye (Baby nduwe)
Maras eclass ndiwe
Eyy eyy baby it's you
Eyy eyy eyy baby it's you
Eyy eyy eyy you the one
Eyy eyy eyy you the one
Shaa ndiwe
Wandinoda kudanana naye
Shaa ndiwe
Wandoda kuchembedzana naye
Shaa ndiwe
Wandoda kuita vana naye
Uyu haana basa nesaloon musha rukwa ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Uyu haana basa nesaloon musha rukwa ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Ndiwe

Eyy
Yeah
Ksg
Yo trinnie
For di gyal dem enoh
Maras eclass
Eyy maras eclass
Di man dem di gyal dem pree
Ndiwe eyy
Baby it's you
Ndiwe eey
Baby it's you
Girl ndiwe
You the one
Ndiwe
You the one
Baby ndiwe (Eyy)
Wandinoda kudanana naye
Ndiwe (Eyy eyy)
Wandoda kuchembedzana naye
Girl ndiwe
Wandoda kuita vana naye (Ah)
Ndiwe
Ndiwe
Let's keep it flowing yeah
Let's keep it flowing yeah
Handisati ndabhoo
Saka gimmie more yeah
Hanzi namhamha mwanangu mazuva ano you glowing yeah
Ndiudze mwanangu what's her name?
Anonzi
Ndiwe chiremba wangu pandorwara une medicine
Chandinoda ndechekuti babe futi urimad seni
The way we laugh
The way we love
Baby you can't blame me
You came in my life and you changed everything
And for that i will love you forever (Eyy eyy)
Since you came around girl my life has been better (Eyy)
Saka ndiwe
Baby it's you
Saka ndiwe
Baby it's you
Saka ndiwe
You the one
Babe ndiwe
Babe ndiwe
You the one
Baby ndiwe (Eyy)
Wandinoda kudanana naye
Ndiwe (Eyy eyy)
Wandoda kuchembedzana naye
Girl ndiwe
Wandoda kuita vana naye (Ah)
Ndiwe
Ndiwe
Yeah
cut it
Shaa ndiwe
Moyo wangu haumbomira nekuti anoupusha ndiwe
Rudo rwangu kwauri runoshanda ruite mushandi iwe
Hapana home
Pasina wife
Saka musha ndiwe
Musha ndiwe
Nekuti musha mukadzi
Usatyi handimbokusakadzi
Mazino ako ma students
Une smile ine class saka ma book erudo rwedu atori covered
Anoda kutiparadza hazvishandi
Iwe neni tiri joza ne rand
Kuenderana musikanzwa ne bhandi
Rudo imboma ndiri mbavha uri guard
Ndaisambofunga tichaona nhasi
But uchrikungondida nanhasi
Hanzi newe ndakutodada nhai?
Uyu hapana mumwe acha danan' naye
Babe iri ndiro ndiri musiya dzasukwa
Uyu haana basa ne saloon musha rukwa
Ndiwe
Eyy eyy
Baby it's you ndiwe
Eyy eyy eyy (Eyy eyy ndiwe)
Eyy eyy eyy you the one
Eyy eyy eyy (Ndiwe ndiwe ndiwe)
Wandinoda kudanana naye
Eyy eyy
Wandoda kuchembedzana naye
Baby ndiwe
Wandoda kuita vana naye (Baby nduwe)
Maras eclass ndiwe
Eyy eyy baby it's you
Eyy eyy eyy baby it's you
Eyy eyy eyy you the one
Eyy eyy eyy you the one
Shaa ndiwe
Wandinoda kudanana naye
Shaa ndiwe
Wandoda kuchembedzana naye
Shaa ndiwe
Wandoda kuita vana naye
Uyu haana basa nesaloon musha rukwa ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Uyu haana basa nesaloon musha rukwa ndiwe
Ndiwe
Ndiwe
Ndiwe

Writer(s): Rodrick Mataka, Shawn Konikere
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Ndiwe

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Ndiwe".

Frequently Asked Questions

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
Hot Songs
Recent Blog Posts