Shuwa Here
Shuwa Here

Ndi Kacee, Mclyne Beats - Shuwa Here Lyrics

Feb 12, 2018
4
Shuwa Here Music Video

Shuwa Here Lyrics

I'm in my feels right now
Uh, aye
Vanhu vanoita zvemakuhwa out there

Uh
Ishuwa here
That you moved on with your Besfren
Ishuwa here
Mukurara on the same bed
Ishuwa here
Kuti makashooter sextape
Ifair here kana nyaya yacho ndeyefake
Ishuwa here
Makurova mamatching shoes
Ne the same dude akakuintroducer kubooze
Wakaita switch down uchifunga imma lose
Ndiri nice guy yeah you fucked with the wrong dudes
Aye
Ishuwa here
Muface wewe haundifarire
Ishuwa here
Haudi matracks angu arire
Ishuwa here unondiwachisa
Kana iri fair
I don't care huya futi ndikuainire
My death sentence huya ndikusign_ire
Une maflows huya ndikushayinire
Cobra yered neblack
Handisi baby rako saka wangu iwe usanditaimire

Amai Maria ndega handione
Ndivhureiwo
Ndati Amai Maria
Ndega handione
Ndivhureiwo
Zvavanotaura
Ishuwa here
Ishuwa here
Zvavanotaura
Ishuwa here
Ishuwa here

(Uh, uh)
Ishuwa here
Kuti hapana anokukunda
Kana iri feya ndini engine inokusunda
Ishuwa here
Munondiitira makuhwa
Muchiti hey hey
Bhutsu dzangu dzinonhuwa
Ishuwa here munoterera Davido
Musinga appreciate talent yemuZimbo
Ishuwa here
Makubikirana shisto nembashto
Mkutoda kupisana nemagas stove

Amai Maria ndega handione
Ndivhureiwo
Ndati Amai Maria
Ndega handione
Ndivhureiwo
Zvavanotaura
Ishuwa here?
Ishuwa here?
Zvavanotaura
Ishuwa here
Ishuwa here

Amai Maria
Amai Maria woooo
Ndivhureiwo
Ndivhureiwooooo
Amai Maria
Amai Maria
Ndivhureiwo
Ndivhureiwoooooooooo

Writer(s): Kudakwashe Madondo
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Shuwa Here

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Shuwa Here".

Frequently Asked Questions

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
Hot Songs

1

391
by SZA

1

30
Recent Blog Posts