Mai Maondeiko
Mai Maondeiko

Oliver 'Tuku' Mtukudzi & The Black Spirits - Mai Maondeiko Lyrics

3
Mai Maondeiko Music Video

Mai Maondeiko Lyrics

Chii kuondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Amai maondeiko (ndaondaera mudiwa wangu)

Sadza munojka munojka chai chaizoizo asikuonda iwe (ndaondera mudiwa wangu)
Doro muchimwa muchimwa chaizoizo asokuonda uko (ndaondera mudiwa wangu)
Amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Amai ndiudzeiwo (ndaondera mudiwa wangu)

Mudia wangu (ndaondera mudiwa wangu)
Mudia wangu (ndaondera mudiwa wangu)

Chii kuondauku (ndaondera mudiwa wangu)

Kurwara amurware
Eh amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Kugaya amugaye
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)

Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Amai ndiudzeiwo (ndaondera mudiwa wangu)

Sadza munojka munojka chai chaizoizo asikuonda iwe (ndaondera mudiwa wangu)
Doro muchimwa muchimwa chaizoizo asokuonda uko (ndaondera mudiwa wangu)
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)
Mudiwa wangu amai maondeiko (ndaondera mudiwa wangu)

Writer(s): Oliver Mtukudzi
Copyright(s): Lyrics © Downtown Music Publishing
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Mai Maondeiko

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Mai Maondeiko".

Frequently Asked Questions

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
Hot Songs

2

2K
by 4batz

1

10
Recent Blog Posts