Zvinorema
Zvinorema

YaadUniverse, Mc_Dropper - Zvinorema Lyrics

Aug 20, 2021
2
Zvinorema Music Video

Zvinorema Lyrics

Ndamuka monaz wangu hapana morning text
Moyo waita mince, kutogrindwa mface
Kana ndine boyz unondiwana ndichiflexa
Malaughs ndichibura kasi mukati ndakatsamwa
Zvimwe zvacho hazvimbotaurike imi
Kuti ndanga ndakanyura hazvitangike imi
Vakomana vacho havana tsitsi vaka zara violence
Kuti ndiitange pano ndinotanga kusekwa
Saka pamwe pacho zvinorema
Ndosaka ndichigara ndine danda muruoko
Saka pamwe pacho zvinorema
Ndosaka ndichigara ndine cup yangu muruoko
Saka pamwe pacho zvinorema
Ndosaka ndichigara ndine danda muruoko
Saka pamwe pacho zvinorema
Ndosaka ndichigara ndine cup yangu muruoko
Hona ka ndanga ndato jaira, kuti friday yese inenge iri movie night
Mumba ndaitogara ndakatsvaira, and i be cooking something kuita paanozouya
Now i'm drowning in these bottles  yea
Uku chalis ndakasunga kutorova hot boxing
All because of you, you couldn't stay true to your word aye
Dai wakangochuna unotya commitment aye
Asi still, haisi nyaya pressure zero wangu
Ita yauri kuita ticha sangana muround
Zviri zverudo futi wandiburitsa mumood
Handina hangu hutsinye kasi arikuuya karma
Zvimwe zvacho hazvimbotaurike imi
Kuti ndanga ndakanyura hazvitangike imi
Vakomana vacho havana tsitsi vaka zara violence
Kuti ndiitange pano ndino swera ndakusekwa iwe

Danda muruoko
Saka pamwe pacho zvinorema
Cup yangu muruoko

Writer(s): Blessed Ngulo
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Zvinorema

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Zvinorema".

Lyrics Discussions
Hot Songs
Recent Blog Posts