Mai Mwana
Mai Mwana

KSG Di Don - Mai Mwana Lyrics

Jan 9, 2021
4

Mai Mwana Lyrics

Yo youngbwoy
Tellem you is ah bad bwoy
Fi di gyal dem
Ksg
Aahh
Eehh
Eehh
Oouu
Oouu
Oouuu
Gyal you release mi stress
Iwewe neni God bless
Versi life (Eyy)
Mai mwana
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Deep inah mi
Heart gyal ndiwe urifavorite
Favorite (Favorite)
Mai sokolate (Sokolate)
Soko
Choco
Skin chocolate (Chocolate)
Ngatingogara takanda concrete
Kuti zvigosimba simba simba (Yaah)
Coz vachauya vachivhiringa vhiringa vhiringa (Naah)
Usavapa mukana
Vanokukanganisa muskana
Gyal you release mi stress (Stress)
Iwewe neni God bless (Yeah)
Ndiwe une yese
Kwandiri uriperfect
Mai mwana
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Kunyangwe zvikazonogumira kumisodzi (Misodzi)
Asi iwewe chingoziva ndokuda izvozvi (Izvozvi)
Hold on
Ita patience
Zvikafamba bho ndoda exchange
Mari yangu
Nemwana wavo
Tobva tati vroom Mercedes Benz
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Fine gyal ndiwe my favorite
Favorite (Favorite)
Mai sokolate (Sokolate)
Soko
Choco
Skin chocolate (Chocolate)
Yaaah yaah
Yo youngbwoy
You see di gyal deh
Bad she ah bad so mi run deh
And mi nah wah fi see no bwoy deh
Yaah yaah
Yaah yaah
Ndokutora chete ini one day
Ndokuda Monday to Sunday
Ndiregerere pandichaita zvipande
Ndichakutora nyangwe hama dzisingade
Mai mwana
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Ndiwe uchanditakurira vana
Ndiwe uchanditakurira vana

Yo youngbwoy
Tellem you is ah bad bwoy
Fi di gyal dem
Ksg
Aahh
Eehh
Eehh
Oouu
Oouu
Oouuu
Gyal you release mi stress
Iwewe neni God bless
Versi life (Eyy)
Mai mwana
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Deep inah mi
Heart gyal ndiwe urifavorite
Favorite (Favorite)
Mai sokolate (Sokolate)
Soko
Choco
Skin chocolate (Chocolate)
Ngatingogara takanda concrete
Kuti zvigosimba simba simba (Yaah)
Coz vachauya vachivhiringa vhiringa vhiringa (Naah)
Usavapa mukana
Vanokukanganisa muskana
Gyal you release mi stress (Stress)
Iwewe neni God bless (Yeah)
Ndiwe une yese
Kwandiri uriperfect
Mai mwana
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Kunyangwe zvikazonogumira kumisodzi (Misodzi)
Asi iwewe chingoziva ndokuda izvozvi (Izvozvi)
Hold on
Ita patience
Zvikafamba bho ndoda exchange
Mari yangu
Nemwana wavo
Tobva tati vroom Mercedes Benz
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Fine gyal ndiwe my favorite
Favorite (Favorite)
Mai sokolate (Sokolate)
Soko
Choco
Skin chocolate (Chocolate)
Yaaah yaah
Yo youngbwoy
You see di gyal deh
Bad she ah bad so mi run deh
And mi nah wah fi see no bwoy deh
Yaah yaah
Yaah yaah
Ndokutora chete ini one day
Ndokuda Monday to Sunday
Ndiregerere pandichaita zvipande
Ndichakutora nyangwe hama dzisingade
Mai mwana
Mai mwana
Nemazirudo unondidhaka
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Mai mwana (Huya)
Mai mwana
Huya monaz tigokisswa nemushana
Iwewe mwana
Ndiwe mai mwana
Ndiwe uchanditakurira vana
Ndiwe uchanditakurira vana
Ndiwe uchanditakurira vana

Writer(s): Shawn Konikere
Copyright(s): Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Post your Interpretation

Attach an image to this thought

Drag image here or click to upload image

The Meaning of Mai Mwana

Be the first!

Post your thoughts on the meaning of "Mai Mwana".

Frequently Asked Questions

Latest Blog Posts
Lyrics Discussions
Hot Songs
Recent Blog Posts